Ziva
Ongororo YaPfuura
Rondedzero yeDzidziso
Bata isu
Zvinoitwa Sei?
Mutauro
Ongororo inoTevera
Chikamu chekutanga: Kubva pakusikwa kwezvinhu kusvika kuna Kristu
Chikamu chechipiri: Kuva Vadzidzi
Chikamu chechitatu: Kudzidzisa Vashandi
Chikamu chechina: Nyaya dzeTariro
Chidzidzo 1:
Kusikwa: Mwari vanosika nyika
(Genesisi 1:1-25)
Chidzidzo 2:
Kusikwa: Mwari anosika vanhu
(Genesisi 2:4-24)
Chidzidzo 3:
Kuwa kweMunhu: Chivi chekutanga nechirango chacho
(Genesisi 3:1-24)
Chidzidzo 4:
Kuwa kweMunhu: Mafashamo emunguva yaNoa
(Genesisi 6:1-9:17)
Chidzidzo 5:
Rudzikinuro: Vimbiso yaMwari kuna Abrahamu
(Genesisi 12:1-8, 15:1-6)
Chidzidzo 6:
Rudzikinuro: Abrahamu anopa mwanakomana wake sechibayiro.
(Genesisi 22:1-19)
Chidzidzo 7:
Rudzikunuro: Vimbiso yePaseka
(Ekisodho 12:1-28)
Chidzidzo 8:
Rudzikinuro: Mirairo Gumi kuburikidza naMosesi
(Ekisodho 20:1-21)
Chidzidzo 9:
Rudzikinuro: Mutemo wezvibayiro
(Revhitiko 4:1-35)
Chidzidzo 10:
Kunamata: Kurumbidza Mwari, Mufudzi wedu
(Pisarema 23: 1-6)
Chidzidzo 11:
Rudzikunuro: Uprofita hwaIsaya nezveMuranda anotambudzwa
(Isaya 53)
Chidzidzo 12:
Rudzikinuro: Kuberekwa kwaJesu nenzira yechishamiso
(Ruka 1:26-38, 2:1-20)
Chidzidzo 13:
Rudzikunuro: Kubhabhatidzwa kwaJesu
(Mateu 3; Johani 1:29-34)
Chidzidzo 14:
Rudzikinuro: Jesu anoedzwa naDhiyabhorosi
(Mateo 4:1-11)
Chidzidzo 15:
Rudzikunuro: Jesu akadzikamisa dutu
(Mako 4:35-41)
Chidzidzo 16:
Rudzikunuro: Jesu anodzinga madhimoni
(Mako 5:1-20)
Chidzidzo 17:
Rudzikunuro: Jesu anopa vanhu zviuru zvishanu zvokudya
(Johani 6:1-37)
Chidzidzo 18:
Rudzikunuro: Jesu anoporesa vanorwara nokuregerera zvivi.
(Ruka 5:17-26)
Chidzidzo 19:
Rudzikunuro: Jesu anosangana nevanhu vemamwe marudzi
(Johani 4:1-26, 39-42)
Chidzidzo 20:
Rudzikunuro: Jesu anotaura nezveNzira yaMwari
(Ruka 10:25-37; 15:11-32)
Chidzidzo 21:
Rudzikunuro: Jesu anodzidzisa nzira yekunyengetera
(Ruka 18:9-14; Johani 16:24)
Chidzidzo 22:
Rudzikinuro: Jesu anodzidzisa nezverupo, minyengetero nekutsanya.
(Mateo 6:1-34)
Chidzidzo 23:
Rudzikinuro: Jesu anomutsa vakafa
(Johani 11:1-44)
Chidzidzo 24:
Rudzikunuro: Jesu anodzidzisa nzira yekuva mukuru
(Mateo 20:20-28)
Chidzidzo 25:
Rudzikinuro: Kudya kwaShe Kwekupedzisira uye chiporofita cherufu rwake
(Mateo 26:26-30)
Chidzidzo 26:
Rudzikunuro: Jesu anotengeswa uye anotongerwa rufu
(Johani 18:1-19:16)
Chidzidzo 27:
Rudzikunuro: Jesu anorovererwa pamuchinjikwa
(Ruka 23:32-56)
Chidzidzo 28:
Rudzikunuro: Jesu anokunda rufu
(Ruka 24:1-35)
Chidzidzo 29:
Rudzikinuro: Jesu anozviratidza uye anokwira kudenga.
(Ruka 24:36-53)
Chidzidzo 30:
Pfupiso: Unoda kutevera Nzira yaMwari here?
(Johani 3:1-21; Mateo 7:13-14)
Get
Discovery Bible Studies
on your phone
Discover copyright ©2015-2026 discoverapp.org